Passt nicht? Macht nichts! Sie können Artikel bis zu 30 Tage zurückgeben
Mit einem Geschenkgutschein können Sie nichts falsch machen. Der Beschenkte kann sich im Tausch gegen einen Geschenkgutschein etwas aus unserem Sortiment aussuchen.
Bis zu 30 Tage Rückgaberecht
Vana vatatu vanoshanyira kuGreat Zimbabwe navabereki vavo. Zvino vari muzhira kudzokera kumba kuHarare, vanotenga Shiri yeZimbabwe yakavezwa nomunyaka pamusika uri parutivi pomugwagwa, kubva kune imwe harahwa. Shiri iyi ine mashiripiti, naizvozvo vana vanofara chose nayo. Batana nevatatu ava neshamwari yavo, zigondo rinonzi Hungwe, pavanopinda munguva yakapfuura vachindodzidza pamusoro penyika yavo yavanodisa, Zimbabwe.
Bhuku iri rakanakira kudzidzisa vana kuverenga chiShona, uyevo kuvadzidzisa zvimwe zvezvinhu zvakaitika munyika yavo yeZimbabwe. Rinobetsera kusimbisa muvana kuti vanombova vanani ivo.
Iri ibhuku rokutanga pamatatu anotaura zvenyaya yeVana vatatu naHungwe.
Hallo! Ich bin Libroamiko, dein Buchberater.
Wie kann ich dir helfen?